L'hyène et le lièvre
Tsuro Nabere
L'histoire se passe dans le monde imaginaire de l'au-delà dans lequel les animaux parlaient et où on pensait que toute chose sur terre avait une âme. En réalité les animaux représentent les hommes. Ici il s'agit de l'hyène qui a trahi sa seule amie le lièvre. Le lièvre lui a donné une leçon en se vengeant. La morale étant : Votre véritable ami est celui qui ne vous passe rien et qui vous pardonne tout. La difficulté n'est pas d'être avec ses amis quand ils ont raison mais quand ils ont tort.
Munyori wengano iyi, Ignatiana Shongedza, arikurondedzera muchiShona (Zezuru, Budya) nemuChiFurenji ngano inoti : Tsuro Nabere. Sezvo pasi parohwa nenyundo zvinoreva kuti rave basa redu isu tinogona kuverenga nekunyora kuti tiparidzire kuvana vedu vachiri kuyaruka magariro nezvidzidzo zvakare. Nyaya yaTsuro naBere iri mubhuku iri inotipa chidzidzo chekuti : Kana munhu akukanganisira unogona kumuvhunza kuti mugadzirise zvamakakanganisirana, nekudaro zvinofanira kubva zvaperera ipapo, kwete kuzvipedzera mumbonje.